Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Makoronike 15:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Mweya waMwari wakauya pana Azaria mwanakomana waOdhedhi.

2. Akabuda kundosangana naAsa akati kwaari, “Nditeererei, imi Asa, Judha yose neBhenjamini yose. Jehovha anemi kana imi munaye. Kana mukamutsvaka, achawanikwa nemi, asi kana mukamurasa, iye achakarusai.

3. Kwenguva refu Israeri yakanga isina Mwari wechokwadi, isina muprista kuti avadzidzise uye vasina murayiro.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Makoronike 15