Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 8:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hazaeri akaenda kundosangana naErisha, akamuvigira chipo chezvipfeko zvose zvakanga zvakanaka kwazvo zveDhamasiko zvaitakurwa namakumi mana engamera. Akapinda mumba akamira pamberi pake, akati, “Mwanakomana wenyu Bheni-hadhadhi mambo wavaAramu andituma kuti ndizobvunza kuti, ‘Ndichaporawo here pakurwara uku?’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 8

Maonero 2 Madzimambo 8:9 akapoteredza