Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 7:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vakataurirana vakati, “Hatisi kuita chinhu chakanaka. Rino izuva ramashoko akanaka asi isu takangonyarara hedu. Kana tikamira kusvika kwaedza, ticharangwa. Handei izvozvi tinozivisa zvinhu izvi kumuzinda wamambo.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 7

Maonero 2 Madzimambo 7:9 akapoteredza