Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 7:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vakaenda vakadanidzira kuvarindi vesuo reguta vakati kwavari, “Takaenda kumusasa wavaAramu tikasawana kana munhumo, kunyange inzwi romunhu, asi mabhiza nembongoro zvakasungirirwa uye matende akangosiyiwa akadaro.”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 7

Maonero 2 Madzimambo 7:10 akapoteredza