Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 4:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Erisha akati, “Nenguva inenge ino gore rinouya, uchafungatira mwanakomana mumaoko ako.” Iye akati, “Kwete, ishe wangu. Haiwa munhu waMwari, musarevera nhema murandakadzi wenyu!”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 4

Maonero 2 Madzimambo 4:16 akapoteredza