Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 2:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Eria akatizve kwaari, “Gara pano, Erisha; nokuti Jehovha andituma kuJeriko.” Iye akapindura akati, “Zvirokwazvo naJehovha mupenyu, uye noupenyu hwenyu, handingakusiyei.” Naizvozvo vakaenda kuJeriko.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 2

Maonero 2 Madzimambo 2:4 akapoteredza