Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 15:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaita zvakaipa pamberi paJehovha. Mumazuva ake ose okutonga haana kutendeuka kubva pazvivi zvaJerobhoamu mwanakomana waNebhati, zvaakaita kuti Israeri iite.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 15

Maonero 2 Madzimambo 15:18 akapoteredza