Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 15:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugore ramakumi matatu namapfumbamwe raAzaria mambo weJudha, Menahemi mwanakomana waGadhi akava mambo weIsraeri, uye akatonga muSamaria kwamakore gumi.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 15

Maonero 2 Madzimambo 15:17 akapoteredza