Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 14:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehoashi mambo weIsraeri akabata Amazia mambo weJudha, mwanakomana waJoashi, mwanakomana waAhazia, paBheti Shemeshi. Ipapo Jehoashi akaenda kuJerusarema akandoputsa rusvingo rweJerusarema kubva kuSuo raEfuremu kusvikira paSuo repaKona chikamu chinosvika makubhiti mazana manaa.

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 14

Maonero 2 Madzimambo 14:13 akapoteredza