Testamende Yekare

Testamende Itsva

2 Madzimambo 11:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehoyadha akabudisa mwanakomana wamambo uye akadzika korona mumusoro wake; akamupa rugwaro rwesungano uye akamuita mambo. Vakamuzodza, vanhu vakauchira maoko avo uye vakadanidzira vakati, “Mambo ngaararame nokusingaperi!”

Verenga chitsauko zvakakwana 2 Madzimambo 11

Maonero 2 Madzimambo 11:12 akapoteredza