Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 9:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pavakasvika mudunhu reZufi, Sauro akati kumuranda waaiva naye, “Uya tidzokere, zvimwe baba vangu vangarega kufunga nezvembongoro vakatanga kufunganya pamusoro pedu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 9

Maonero 1 Samueri 9:5 akapoteredza