Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 9:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka akapfuura nomunyika yamakomo yeEfuremu, akapfuurawo nomunzvimbo yakapoteredza Sharisha, asi havana kudziwana. Vakapfuurira mberi nomudunhu reSharimu, asi mbongoro dzakanga dzisiko. Ipapo akapfuura nomunyika yaBhenjamini, asi havana kudziwana.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 9

Maonero 1 Samueri 9:4 akapoteredza