Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 4:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo vanhu vakatuma varume kuShiro, uye vakadzosa areka yaJehovha Wamasimba Ose uye agere pachigaro choushe pakati pamakerubhi. Zvino vanakomana vaviri vaEri, Hofini naFinehasi, vaivapo neareka yesungano yaMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 4

Maonero 1 Samueri 4:4 akapoteredza