Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 4:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varwi pavakadzoka kumusasa, vakuru veIsraeri vakabvunza vakati, “Sei Jehovha aita kuti tikundwe nhasi pamberi pavaFiristia? Ngatitorei areka yesungano yaJehovha kubva kuShiro, kuti igoenda nesu uye igotiponesa kubva muruoko rwavavengi vedu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 4

Maonero 1 Samueri 4:3 akapoteredza