Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 4:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akatumidza mukomana uyu kuti Ikabhodhi, achiti, “Kubwinya kwabva muIsraeri,” nokuda kwokutorwa kweareka yaMwari uye nokufa kwatezvara vake nomurume wake.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 4

Maonero 1 Samueri 4:21 akapoteredza