Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 4:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paakanga ava kufa madzimai aimubatsira akati, “Usaora mwoyo wabatsirwa nomwana mukomana.” Asi haana kumbopindura kana kuzviteerera.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 4

Maonero 1 Samueri 4:20 akapoteredza