Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 30:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akamubvunza akati, “Uri waaniko iwe, uye unobvepi?” Iye akati, “Ndiri muIjipita, mutapwa womumwe muAmareki. Tenzi wangu akandisiya pandakanga ndorwara mazuva matatu apfuura.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 30

Maonero 1 Samueri 30:13 akapoteredza