Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 30:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

chimedu chekeke ramaonde akaoma uye makeke maviri amazambiringa akaomeswa. Akadya akasimba, nokuti akanga asina kudya chipi zvacho kana kunwa mvura kwamazuva matatu nousiku hutatu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 30

Maonero 1 Samueri 30:12 akapoteredza