Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 29:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vakuru vehondo yavaFiristia vakamutsamwira vakati, “Dzosai munhu uyu kwakare, kuti adzokere kunzvimbo yamakamurayira kuti agare. Haafaniri kuenda nesu kuhondo kuitira kuti arege kutipindukira tiri pakurwa. Zvingava nani kwaari kuti awane nyasha kuna tenzi wake ndezvipiko, hakuzi kuti agure misoro yavanhu vedu here?

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 29

Maonero 1 Samueri 29:4 akapoteredza