Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 29:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakuru vehondo yavaFiristia vakabvunza vakati, “Ko, vaHebheru ava vanodei?” Akishi akapindura akati, “Ko, uyu haazi Dhavhidhi, akanga ari muchinda waSauro mambo weIsraeri here? Anga agere neni kwenguva inopfuura gore, uye kubva pazuva raakabva kuna Sauro kusvikira zvino, handina kuwana chakaipa maari.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 29

Maonero 1 Samueri 29:3 akapoteredza