Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 25:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nabhari akapindura varanda vaDhavhidhi akati, “Dhavhidhi uyu ndiani? Ndianiko uyu mwanakomana waJese? Varanda vazhinji vanotiza vatenzi vavo mazuva ano aya.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 25

Maonero 1 Samueri 25:10 akapoteredza