Sauro akati, “Zvino chinzwa, iwe mwanakomana waAhitubhi.”Akapindura akati, “Ndiri pano, ishe wangu.”