Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 22:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mambo akatuma nhume kumuprista Ahimereki mwanakomana waAhitubhi uye nokumhuri yose yababa vake, avo vakanga vari vaprista paNobhi, vose vakauya kuna mambo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 22

Maonero 1 Samueri 22:11 akapoteredza