Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 22:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akabva kuGati akatizira kubako reAdhuramu. Hama dzake uye neveimba yababa vake vakazvinzwa, vakaburuka vakaenda ikoko kwaakanga ari.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 22

Maonero 1 Samueri 22:1 akapoteredza