Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 20:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukomana akati asvika panzvimbo yakawira museve waJonatani, Jonatani akadanidzira kwaari akati, “Ko, museve hauzi mberi kwako here?”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 20

Maonero 1 Samueri 20:37 akapoteredza