akati kumukomana, “Mhanya undotsvaka miseve yandinopfura.” Mukomana achiri kumhanya, iye akapotsera museve mberi kwake.