Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 20:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro haana kutaura chinhu pazuva iroro, nokuti akati mumwoyo make, “Panofanira kuva nezvaitika kuna Dhavhidhi zvaita kuti ave asina kuchena, zvirokwazvo haana kuchena.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 20

Maonero 1 Samueri 20:26 akapoteredza