Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 20:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akagara panzvimbo yake yamazuva ose pamadziro, pakatarisana naJonatani, uye Abhineri akagara parutivi rwaSauro, asi nzvimbo yaDhavhidhi yakanga isina munhu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 20

Maonero 1 Samueri 20:25 akapoteredza