Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 15:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Sauro nehondo yake vakarega Agagi namakwai akanakisisa nemombe, mhuru dzakakora uye namakwayana, zvakanga zvakanaka zvose. Izvi havana kuda kuzviparadza zvachose, asi zvinhu zvose zvakanga zvichizvidzikana uye zvisina simba ndizvo zvavakaparadza zvachose.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 15

Maonero 1 Samueri 15:9 akapoteredza