Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 15:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye Kubwinya kwaIsraeri haangarevi nhema kana kushandura pfungwa dzake; nokuti haasi munhu, kuti angashandura pfungwa dzake.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 15

Maonero 1 Samueri 15:29 akapoteredza