Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 15:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sauro akapindura akati, “Varwi vakabva nadzo kuvaAmareki; vakasiya makwai akanakisisa nemombe kuti vabayire kuna Jehovha Mwari wenyu, asi zvimwe zvose takazviparadza chose.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 15

Maonero 1 Samueri 15:15 akapoteredza