Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 15:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Samueri akamuka mangwanani-ngwanani akaenda kuti andosangana naSauro, asi akaudzwa kuti, “Sauro aenda kuKarimeri. Ikoko azvivakira shongwe yokuzviremekedza, abvako akadzika kuGirigari.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 15

Maonero 1 Samueri 15:12 akapoteredza