Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 10:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ipapo uchapfuurira mberi kubva ipapo kusvikira wasvika pamuti mukuru weTabhori. Varume vatatu vanenge vachienda kuna Mwari kuBheteri vachasangana newe ipapo. Mumwe achange akatakura mbudzana nhatu, mumwe marofu matatu echingwa, uye mumwe dende rewaini.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 10

Maonero 1 Samueri 10:3 akapoteredza