Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 10:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pauchabva pandiri nhasi, uchasangana navarume vaviri pedyo neguva raRakeri, paZeriza pamuganhu waBhenjamini. Vachati kwauri, ‘Mbongoro dzawakaenda kundotsvaga dzakawanikwa. Zvino baba vako havachafungi nezvadzo asi vava kufunganya pamusoro pako. Vava kungobvunza vachiti, “Ndichaiteiko nezvomwanakomana wangu?”’

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 10

Maonero 1 Samueri 10:2 akapoteredza