Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 10:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Samueri akatsanangurira vanhu mitemo youmambo uhu. Akainyora pasi mubhuku akariisa pamberi paJehovha. Ipapo Samueri akaudza vanhu kuti vaende mumwe nomumwe kumba kwake.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 10

Maonero 1 Samueri 10:25 akapoteredza