Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Samueri 10:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Samueri akati kuvanhu vose, “Muri kumuona here munhu asarudzwa naJehovha? Hapana mumwe munhu akaita saye pakati pavanhu vose.”Ipapo vanhu vakadanidzira vachiti, “Mambo ngaararame nokusingaperi!”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Samueri 10

Maonero 1 Samueri 10:24 akapoteredza