Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 9:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaprista, vaiva vakuru vemhuri, vaisvika chiuru namazana manomwe namakumi matanhatu. Vose vaiva varume vaikwanisa uye vaibata basa rokushumira muimba yaMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 9

Maonero 1 Makoronike 9:13 akapoteredza