Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 6:55-59 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

55. Vakapiwa Hebhuroni iri muJudha namafuro ose akaipoteredza.

56. Asi minda nemisha yose yakapoteredza guta iri yakapiwa kuna Karebhu mwanakomana waJefune.

57. Saka zvizvarwa zvaAroni zvakapiwa Hebhuroni (Guta routiziro) uye Ribhina, Jatiri, Eshitemoa,

58. Hireni, Debhiri,

59. Ashani, Juta, Bheti Shemeshi pamwe chete namafuro awo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 6