Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 6:60 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye kubva kurudzi rwaBenjamini vakapiwa Gibheoni, Gebha Aremeti neAnatoti pamwe chete namafuro awo. Maguta aya, akagoverwa pakati pedzimba dzavaKohati akanga ari gumi namatatu pamwe chete.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 6

Maonero 1 Makoronike 6:60 akapoteredza