Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 4:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jabhezi akachema kuna Mwari waIsraeri achiti, “Haiwa, dai mandiropafadza mukakurisa nyika yangu! Ruoko rwenyu ngaruve neni uye rundichengete kune zvinokuvadza kuitira kuti ndisarwadziwa.” Uye Mwari akamupa zvaakakumbira.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 4

Maonero 1 Makoronike 4:10 akapoteredza