Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 27:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Azimavheti mwanakomana waAdhieri aiva muchengeti wamatura amambo. Jonatani mwanakomana waUzia aiva muchengeti wamatura kumaruwa okure, mumaguta, mumisha neshongwe dzavarindi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 27

Maonero 1 Makoronike 27:25 akapoteredza