Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 24:23-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

23. Vanakomana vaHebhuroni vaiva: Jeria wokutanga, Amaria wechipiri, Jehazieri wechitatu naJekameami wechina.

24. Mwanakomana waUzieri aiva: Mika; kubva kuvanakomana vaMika: Shamiri.

25. Munun'una waMika: Ishi; kubva kuvanakomana vaIshia: Zekaria.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 24