Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 2:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ava ndivo vaiva vanakomana vaIsraeri: Rubheni, Simeoni, Revhi, Judha, Isakari, Zebhuruni,

2. Dhani, Josefa, Benjamini, Nafutari, Gadhi naAsheri.

3. Vanakomana vaJudha vaiva: Eri, Onani naShera. Vatatu ava akavaberekerwa naShua mudzimai wechiKenani. Eri dangwe raJudha, akanga akaipa pamberi paJehovha. Saka Jehovha akamuuraya.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 2