Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanakomana vaJudha vaiva: Eri, Onani naShera. Vatatu ava akavaberekerwa naShua mudzimai wechiKenani. Eri dangwe raJudha, akanga akaipa pamberi paJehovha. Saka Jehovha akamuuraya.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 2

Maonero 1 Makoronike 2:3 akapoteredza