Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 17:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Imi Mwari wangu, mazivisa muranda wenyu kuti muchamuvakira imba. Saka muranda wenyu atsunga kuti anyengetere kwamuri.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 17

Maonero 1 Makoronike 17:25 akapoteredza