Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 17:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kuitira kuti chisimbiswe uye kuti zita renyu rive guru nokusingaperi. Ipapo vanhu vachati, ‘Jehovha Wamasimba Ose, Mwari waIsraeri, ndiye Mwari waIsraeri.’ Uye imba yomuranda wenyu Dhavhidhi ichasimbiswa pamberi penyu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 17

Maonero 1 Makoronike 17:24 akapoteredza