Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 17:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye sokuti izvi hazvina kukwana pamberi penyu, haiwa Mwari, mataurazve nezveramangwana reimba yomuranda wenyu. Mandiona sokunge ndini ndinokudzwa kupinda vanhu vose, imi Jehovha Mwari.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 17

Maonero 1 Makoronike 17:17 akapoteredza