Ipapo mambo Dhavhidhi akapinda akagara pamberi paMwari akati:“Ndini aniko, nhai Jehovha Mwari, uye mhuri yangu chiiko, kuti mandisvitsawo pano?