Vakanga vapakata uta uye vaigona kupfura miseve nezvipfuramabwe noruoko rworudyi kana rworuboshwe; vaiva hama dzaSauro dzokurudzi rwaBenjamini.