Testamende Yekare

Testamende Itsva

1 Makoronike 12:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mweya wakauya pana Amasi mukuru waMakumi Matatu akati, “Haiwa Dhavhidhi, tiri vako! Haiwa mwanakomana waJese, tinewe! Kubudirira, kubudirira ngakuve kwauri, uye kubudirira ngakuve kuna vanokubatsira nokuti Mwari wako achakubatsira.” Saka Dhavhidhi akavagamuchira akavaita vatungamiri veboka ravarwi vake.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 12

Maonero 1 Makoronike 12:18 akapoteredza